ZappNax Otsvaga Vanhu Vakadya Mari Yechema

ZappNax Otsvaga Vanhu Vakadya Mari Yechema

Hantie maifunga kuti ndikunyeba kuti ZappNax adzoka mumastreets nezuro. Mazvionera kaa nhasi kuti mukomana apindira mumastreets. Izvezvi akutotsvaga vanhu vakadya mari yechema. Ndabva ndakwana kwanawo pa list revanhu vakadya mari yechema ndichamuona asvika paden tichapedzerana. Handisi kuzomboidzosera mari iyoyo.