Top 4 Yangu Kubva Mubhama King Of Hearts RaTakura

Top 4 Yangu Kubva Mubhama King Of Hearts RaTakura
Top 4 Yangu Kubva Mubhama King Of Hearts RaTakura

Bhama raTakura ratanga takamirira King Of Hearts rakabuda. Harirwadze kunzwa rakabikwa zviri bho. 

  1. Hazvireve Rudo Handina
  2. Slow Wine 
  3. King Of Hearts Intro 
  4. Nightmares 

Ndangotanga kunzwa Hazvireve Rudo Handina kakabva kandipinda mubhonzo. Kakapenga ndanzwa nekukadzokorodza apa kanenge kachifamba zvinyoro nyoro. Ndosaka kari pa number1 pa list yangu. KuYoutube kari kupisa kari pa number 7. 

 
Slow Wine ichi feature Cyani yabva yabaya pa number 2. First time yangu kuziva Cyani ane voice rinonakidza kunzwa, ndato ka fan. After 2 days kari kupisa kari pa number 23 ku YouTube. 

 

King Of Hearts Intro aka kapinda pechi3 kakaipa kano feature Kuda Rice. Kakurumidza kupera ndichida kuramba ndichinzwa more. Ikutrenda iri panumber 24 ku YouTube. 

 

Yekupedzisira yabva yaiita Nightmares ino feature Priddy Ugly. Iyi inoita kuti munhu udzungudze musoro. Aka kari kupisa kari pa number 17 ku YouTube.

 

Bhama revanhu veRnB vanofarira music inenge iri low low harisi revanhu vese. Takura music yake International stuff. I hope kuti achabika rimwe pamberi apa.