Takura Adonhedza Trck List Rebhama Rake Nyowani

Takura Adonhedza Trck List Rebhama Rake Nyowani
Takura Adonhedza Trck List Rebhama Rake Nyowani

Yaa mazuva anga awanda ndisiri kunyora zvekupenga zvandowanzoita ku blog rino. Ndadzoka zvakare kwekanguva kadiki diki. Pandakapedzisira kutaura nezva Takura ainge aita chiCollabho na ExQ chainzi One More Time.  

Pane makuhwa akambotenderera mumastreets zvichinzi Takura afunga kusiya zvekuimba. Nhasi azongobudikira ne trck list racho re King Of Hearts mumastreets achiti bhama richadonha week rino.

Bhama racho rine ma trcks akati wandei richi feature vaimbi vakasiyana Siyana sezvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa. 

Ndichatanga kunzwa ma trcks aku feature Jnr Brown, Priddy Ugly na Kuda Rice. Coz l know kuti anenge achipisa. Hameno tichazonzwa kuti zvinenge zvakamira sei parichabuda bhama.