Vanhu Vorwira MaRaiki NeMaritwitsi Mumastreets

Vanhu Vorwira MaRaiki NeMaritwitsi Mumastreets

Nezuro yanga iri zhowe zhowe ma subs anga akazara mumustreets e Twirra. Vanhu vema accounts madiki vachiva nekupopotera vanhu vema accounts mahombe. Hanzi havasi kuita interact nemapost avo vakunyima maraiki ritwitsi nema komenzi.

Manga musina kumira zvakanaka . Zvekutoti vanhu vema small accounts vanga vakutoda kuita boycott.Check screenshot riri pazasi apa  rakabva ku 2021 Secret Book Message. 

Kuma twelebs wo umwe akati vanoita zvavanoda nedata ravo asvotwa ngaarutse.

Hameno kuti hondo yacho ichapera sei...