Ndoda Kureurura

Ndoda Kureurura

Mumastreets munotoda kushinga umu nekusazviisa muhana. Haasi ma tweets ese anofaya amwe munhu unotomadhilita chete. Coz zvinenge zvakunyadzisa ma tweets ashaya interaction. Vane moyo yematombo ndivo vasingadhilite vanosiya zvakadaro. Kamweya kacho kanowanzobata stereki vanhu vachangotanga kupindira mastreets nema Twelebs anenge apera sugar.