Winky D Adonhedza Dzimba Dzemambwe Vhidhiyo

Winky haasi kumira akuramba achitinyemudza nezvinyowani zvemubhama rake Eureka Eureka. This time adonhedza kari ka video ke trck rake Dzimba Dzemabwe ako kano feature Shingai. Ma lyrics acho anobata bata anotaura reality.