Eighntmanne Adonhedza EP Nyowani

Eighntmanne Adonhedza EP Nyowani

Eighntmanne muimbi weHipHopu wepaMarondera abura EP rake nyowani rinonzi Jecha Mabasa rine gumi nerimwe rema trcks. Vanoda kurinzwa munoribata apa. He is currently working on Pressure Remix (TMPFRVR's song) tichazonzwa kuti chinenge chirisei pamberi apa chi remix ichi. 

Aka ndekekutanga kutaura nezva Eighntmanne. Anoflowa zviri unique l hope kuti acharamba achibura mangoma. 

Top 3 Yangu kubva mu EP iri 

1) Regretta
2) Demigod Zuze
3) Mabasa