Infinity Wemabars Afunga kudonhedza Bhama Nyowani

Infinity Wemabars Afunga kudonhedza Bhama Nyowani

Mazuva apfuura aya muimbi Infinity Wemabars akamboti achahwina album of the year kumaZimHipHop awards egore rino. So far abura ma trcks anoti Dzvoko raka feature OI Slash, Ida Anokuda, Shadaya, Homeless, Levels etc. Aka feature  mu trck ra Major263 rinonzi Zvitsinga. 

Nhasi abva afunga kutipakurira mashoko anofadza kudaiso gore richangotanga. Ativimbisa bhama idzva hameno tichaona kuti zvichaiitika here. 

Hatisati taziva hedu kuti bhama racho rinenge rakamira sei pama trcks chii chii. Ane trck richabuda musiwa 10 Ndira ronzi Gore Remix.  Tichazomubata muimbi tonzwa kuti how far.