Ndaimbova Tweleb Now Ndangova Munhuwo

Ndaimbova Tweleb Now Ndangova Munhuwo

Mazuvaano ndiri kuswera ndiri kumusha(Fb) hangu such is life.Zvinhu zvinochinja ha ha.Regai vakuru vakazoti aive madziva ava zambuko.

Zvakandirwadza kani musi wandakaona ka message kachinzi ndavharirwa panze.Ndakanzwa mudumbu kutorwara chaiko kuita dzungu chairo.Ndakaita kunge munhu akuda kutopenga.

Kana week iroro sadza harina kudzika ndichiita kunge munhu arambwa nemusikana.I was heartbroken ini zvakandirwadza kani.

It took me about a month kuti ndiite accept reality yanga yaiitika yekuti  ndanga ndavharirwa panze ne Twirra ndaitombofunga kuti pamwe ndichapepuka kaa from this dream but zvanga zviri real.

Haa but kumusha (fb)kuri kufaya hako. I don't know why though vanhu taikukuti kumusha iko kwakanaka kudai. Ma developments ariko so ari modern.

Nekudhura kuri kuita data mazuvaano.Hapana anomboita shungu dzekuverenga kanyaya kano kasina nemusoro wese aka apa ndiri kutaura ndega.Blog rino kaa ndoita zvandoda hangu harina ma teacher.

Vanhu vazhinji vakungoti dzokai mudhara mumastreets umu. Kudzoka ndoda hangu asi hakuchadzokeka zvinhu zvacho zvese zvakasunga saka ndakatosiyana nazvo.l moved on ndakatokanganwa nezve Twirra dzangova nhorondo.

Haa hanzi tudzaa mbiri yapera kunge zvihuta yaa for sure ndaperawo kupera kuti pepepe.Maiti zvinosvikepiko ndozviripo hazvo.

Anyway thnx kuvanhu vakandipa comfort panguva yakaoma kudai yandanga ndasangana nayo.

 For now haa ndomboita zvekurima.