Hanzi 'Varume Vese Vanogeza NeMvura Inopisa Murinyope'

Hanzi  'Varume Vese Vanogeza NeMvura Inopisa Murinyope'

Yaa mazvinzwira mese kune varume vanogeza nemvura inopisa muri nyope. Hameno kuti hondo yaatanga mukomana uyu Space Cadet aka RealThompsonJr anoipedza here. Izvi zvaiita kuti varume vari mumastreets vaiite kunge vadya nduru nekuvava.