Winky D Opinda Pamamonya Ipapo

Winky D Opinda Pamamonya Ipapo
Photo by Technical Media

Last time yandakambotaura nezve ma  International’s Reggae & World Music Awards ( IRAWMA) Winky D aitenda ma fans ake, nekuhwina kwaanga aiita mubairo kuma awards aya after akunda mamwe ma Monya anoita sana Shatta Wale,Stonebwoy,Buffalo Souljah & Patoranking. Panga pakaipa apa asi akakunda zvakadaro. 

Tadzoka zvakare pa 40th edition yema IRAWMA apo Winky D apinda futi pama nominations under category ye Best African Dancehall Entertainer. This time pane mamonya akaita sa Stonebwoy, Shata Wale, Star Zee na Patoranking. Nekupisa kwakaaita bhama rake Eureka Eureka anogona kumutora futi mukombe apa.