Mufesi WeGevha Abura Zvinyowani

Mufesi WeGevha Abura Zvinyowani
Pic by AMG Studios

Bagga adzoka nevhidhiyo nyowani retrck rake Raki. Muimbi uyu ane chi voice chakakorerera kunge chaShinsoman anogona kuflowa, anoimba zviri unique zvine message hazvirwadze kunzwa. Ane ma trcks anopisa akadonha akaita sana Gevha, Nhau Yangu, Kunta Kinte, 2022, Taikondoh, Jeso Kristu, Munamato Wangu.