Splits Loui Adonhedza Dhikisoni

Splits Loui adzoka nekamwe kanyowani kanoita kutambisa madhanzi kanonzi Dhikisoni. Hakarwadze kunzwa kari bho. Kanzwei padenga apo. Apa kakakurimidza kupera ndichiri kuda kunzwa more.