Kuvharirwa Panze Nevanhu Vandisingazive Mumastreets

Kuvharirwa Panze Nevanhu Vandisingazive Mumastreets

Kakawanda ndichiona ndakavharirwa  panze nevanhu vandisingambozive kana kutaura navo panze. Ndotoshaya kuti ko iyi ndeipiko iri kutambika. I know kuti handisi ndega ndinombosangana nezvakadai mumastreets. 

Zvekuti zvakabva zvaiita kuti ndifunge ma reasons akati ooh ekuti why ndakavharirwa panze nevanhu ava. 

1) Pamwe ndoposta content inosvota zvekuti vanenge vasisade kuramba vachiyiona. 

2) Pamwe ndoita rotwiiti or raiki content yevavengi vavo zvekuti vanobva vandivharirawo panze futi. 

3) Pamwe ndinenge ndakavatorera vasikana vavo zvekuti vanenge vane zvigumbu. 

4) Pamwe vanenge vaneta nekuona content yangu pa TL yavo zvekuti vanenge vasisisade kuyiona. Zvinondifungidza ma days andaipisa mumastreets ndakavharirwa panze nevanhu vakawanda mazuva aya. Ndaingoona twuma sub twaiti wese anongoiita tag tudzaa ndiri kumubloka ha ha ha. 

5) Pamwe ndakaonekwa ndichiseka Sub tweet mu comment section muridzi weSub ndobva azviona. 

6) Pamwe nenhau yangu yekupera sugar mumastreets

Hazvichatombondishamise kusangana nazvo ndajaira.