Controlla Ozvarwa Patsva

Controlla Ozvarwa Patsva

Mufesi anonzi Controlla aimbove nembiri yekudenha vanhu mumastreets eTwirra. Akangoerekana achinja hunhu izvo zviri kushamisa vazhinji mumastreets. Zvabva zvandifungidza ma verse emubhaibheri ari pazasi apa.

Mubhaibheri muna Johane 3: 1-10, Jesu akataura naNikodhimo nezvekuzvarwa patsva. Jesu akati unofanirwa kuberekwa patsva kuti ukwanise kuona nekupinda muumambo hwaMwari.

Nerimwe verse 2 VaKorinde 5:17  rinoti kana munhu ari muna Kristu, wava chisikwa chitsva; zvekare zvapfuura, tarira zvese zvava zvitsva.

Ndakamubata mukomana ndichida kunzwa zvizere maringe nekuchinga kwaaita.

1) What made you change?

The fact that we are here on earth for a very short time changed my view of the world. You never know when your day is coming, so just be grateful for anything you have. Be kind and let God take care of everything. You should try it, It's a beautiful feeling. It gives you peace of mind to just do good.

2) Is the change temporary/ permanent?

Permanent, if I could go back in time I would choose this route forever.

3) Any message kuma fans

The world is getting dark, be positive  & listen to some good music.

Mazvinzwira tinovimba kuti acharamba akadaro mukomana.