Ndawana Kwekugerwa Kunyowani

Ndawana Kwekugerwa Kunyowani
Image by annmariephotography from Pixabay

Ndanga ndane ma years ndichigerwa pane imwe barber so. Its time to move on ndakuda zvinhu zvinyowani. Munhu ukawana zvitsva unonzwa manyuku nyuku. Kwandaimbosotwa kwanga kuri kwe dollar apa ndaita upgrade kupinda mupondo. 

The environment iri bho vari smart zvigero zvavo zviri wireless zvimwe. Zvikati zvakawanda futi different sizes twendebvu tweku shepesa . Masofa mutepfe tepfe zvemufirimu aah. Unoita kunge wapinda mu office. Zvekutoti ndinenge ndakutobhadhara ne extra yekungotenda kuti yaa munogona kusota.

Team rekuRuwa moita check kamwe kabarber kari paMavambo ndokandiri kureva. Kakapenga vane good customer care futi.