Telecel Yakuita Kujusa Airtime YeRTGS

Telecel Yakuita Kujusa Airtime YeRTGS

Telecel yanga yane mazi weeks munhu uchitadza kujusa maairtime vouchers eRtgs via *123*recharge-code#. Yaiiti ukaisa voucher number dzako yaibva yatopa chimwe chi error message. 

Nhasi mumastreets vabva vakanda ka notice kekuti 123 yavo yakushanda. Ini nekuda zvinhu ndabva ndati regai ndiite one 2 testing ndinyatsozvionere kuti ishuwa here. Ndanga ndakachengeta ma airtime vouchers aya kubva last year December. 

Dialled *123# vachinja maitiro ndobva yandipa option yekuti ndiise ma voucher number ndobva ndaisa number dziya walla yabva yajusa ndafara chaizvo.I hope kuti zvicharamba zvichishanda.

Since iyo 123 yaive down kumashure uko the only way yandanga ndiri kujusa Rtgs airtime was online ndaitobaya pa Zimpayments or pa Paynowtopup. Airtime yaingopinda straight muline pasina zvekumboisa zvima voucher codes bla bla. 

 

 

Dear Valued Customer, we're happy to inform you that the USSD code 123 is now back online and fully functional. Apologies for the inconvenience caused. Thank you for your patience. #TellSomeone

Posted by Telecel Zimbabwe on Friday, 19 January 2024