Netone Iya Ikuda Kukwidza Mutengo

Netone Iya Ikuda Kukwidza Mutengo

Ndanga ndichitorova twuma walks mumastreets ekuVillage( Facebook) ndabva ndasangana neka post kevanhu ve Netone kanga kane mashoko aye atisingafarire kunzwa. Netone ichaiita review maprices emabhanduru avo mangwana. Vanhu vacho vese vakungoita review ma prices emabhanduru avo. Tichaona kuti mangwana zvinenge zvakamira sei.

Public Notice!

Posted by NetOne  on Saturday, September 4, 2021