#263Sales Hashtag Nyowani paTaundi

Hashtag nyowani paTaundi

#263Sales Hashtag Nyowani paTaundi

Mastreets e business haawanzotambirwa stereki.Anenge ane vanhu vashoma zviri kuratidzwa ne Tweet Poll yandakaita pazasi apa.Kutoita 13.7% vanhu vanotambiramo.

Vanhu vanoti vakaona ma post e business vanotarisa kuside, voita senge vasiri kumaona ivo vachimaona.

Makore abva aya ndaishaya a perfect hashtag rinoita kuti rishandiswe nevanhu vemabhizimusi. After ndaita some research ndichirova ma Trial and error ndakasvika pakuwana rekuti #263sales rakatanga musiwa 6 July kuma streets e Twirra ne Fb.

#263sales rakanakira kuti rinoshanda zve week rese so munhu anongoriisa paadira and rinobata nyika yese pakuti 263 kaa.

Apa ranga riri low low but  ndafunga kuzvitangidza futi l hope kuti vanhu vacharipindira.

So wese anenge aisa hashtag iro kuma Twitter streets ndinenge ndichiuuya ndichiita retweet or like or comment pa post yacho.l hope kuti zvichabatsira vemabhizimusi.

Mastreets eBhizimusi anofanirwa kuwanda vanhu.Saka ma hashtags ngaawande l wish kuona ma hashtags hobho emabhizimusi mumastreets. Andakaona arimo mashoma.Ngaawande ngaawande ma hashtags.