Kuponda Nhamo MuZim

Kuponda Nhamo MuZim

Netone ichaita review ma price ema bundles ayo kutanga 5 March.Zviri kuratidzwa ne notice yavapa mumastreets iri pazasi apa.

Zvatotanga 

Zvikangotanga neAva vamwe muchaona vachitedzera anana Econet, Telecel , Africom etc.Takutovaziva vanhu ava after a week or 2 vamwe vachatedzerawo haa ma1 chaiwo.  

Let's hope kuti review iyi ndeye downward, but based nema previous reviews avo vanenge vachingorova ma upwards reviews l hope kuti havazotiteme stereki. 

Tichaona kuti 5 March zvinenge zvakamira sei fingers crossed...