DStv Yavhura Bhero Rema Channels

DStv Yavhura Bhero Rema Channels

So masikati ndashamisika ndichiona ka message kabva ku Ds. Kanga kachiti ndavhurirwa ma channels zve 2 weeks compact. Check mascreenshots eka itel kangu ari pazasi apa.

Ndambofunga kuti pamwe ndiri kukanganisa kuona. Mazuvaano zvakutyisa kaa kungoita receive twuma messages twekupihwa zvemahara.

Ndabairira decoder ndione eeh chitori chokwadi. Iyi inenge marketing strategy chete kkk vakangwarisa. Ndakutonakirwa so zvemahara tozvidawo hameno kuti bhero racho ravhurirwa vamwe here.