Econet Iya Ikuda Kukwidza Mutengo

Econet Iya Ikuda Kukwidza Mutengo

Econet ichaita review maprice ayo emabhanduru edata, sms ne voice 8 July. Kareview aka ndekekukwidza price chete kubva patange zvema reviews izvi vanenge vachingokwidza chete handisati ndamboona yekudzikisa.Vanhu garai matuta ma bundles zvisati zvashata. Ipapa tichaona vamwe vakutedzera anana Netone,Telecel, Zol etc week haripere. Aya ma1 chaiwo ndagara ndiri kutochema chema nema current prices avo kukwara chete.