Netone Ikuda Kukwidza Mutengo(July 2022)

Netone Ikuda Kukwidza Mutengo(July 2022)

Netone yafunga kuita review yemabhanduru ayo. Mangwana tinenge takuto bhabhatidzwa nemitengo minyowani. I hope kuti havazonyanye kutitema. Vanhu vakutoita chipitipiti chekuhodha mabhanduru asati akwira.