Econet Yamuka Yakashatirwa

Econet Yamuka Yakashatirwa

Kune mariro nhasi ku Econet yamuka  BP yakakwira. Yaiita review mabhanduru ayo nhasi (20 Chikumi) emari yedu yemuno. Ndichangotaura nezvekuchinja kwaiita ma  Private Wifi bundles ayo. 

8GB dzamover kubva pa $37114 kuenda pa  $111342

15GB dzamover kubva pa $67011 kuenda pa $201033

25GB dzamover kubva pa $98225 kuenda pa $294675

50GB dzamover kubva pa $168702 kuenda pa $506106

Hazvina kumira mushe muchatishaya vamwe pamhepo pakaipa. Hapana kana mazuva yabva kuita review mabhanduru ayo. Imwe review yakaitwa musiwa 10 Chikumi. Zvichireva kuti yaiita review mabhanduru ayo kaviri mwedzi uno.