Gift Chiisiwa Osiya Chigaro

Gift Chiisiwa Osiya Chigaro

Mufesi wekufungirwa kunzi akatengesa hembe dziya dzinoita kunge dzemu imba yekubikira chikafu iya yatinoti kicheni, dzinonzi ma dish towels pachirungu. Achida kuwana mari yekutenga bhurutiki nyembe dzinopisa mumastreets eTwirra.

Afunga kusiya kahunhu kekuda kunyanya kunyengerera vanasikana zvakapfurikidzisa. Iyo inonzi simping pachirungu. 

Abva akanda tsamba yakakurisa mumastreets eTwirra iyo yakunzi X mazuvaano. Akuda kuita focus on himself hameno kuti zvichasvikepi tichaona. Tsamba yacho ndiyoyi yamuri kuona pazasi.