Mazuvaano Ndava Low Low Mumastreets

Mazuvaano Ndava Low Low Mumastreets

Hameno pamwe kukura or kupera kwacho ha ha. Handisisina kamwe ka vibe kandaive nako kudhara kakabaya. Mastreets handisisina dhiri nawo stereki. 

Kudhara ndaita kunzwa manyuku nyuku kurohwa nekamwe ka excitement ndikapinda mumastreets eTwirra. Ndanga ndisingade kupfuurwa nenyaya dzemo. Kuita kusweramo 24/7. 

Now aah zvangova zveapo neapo. I hope kuti ka vibe kandaiva nako kudhara kachadzoka soon.