Kwingy Katokoloshi Kanyowani Mumastreets 2

Katokoloshi kaya Kwingy kandaitaura nezvako nezuro ka launchwa nhasi. Launch video racho ndiro iro riri padenga apo. Pazasi apa pane ma main points andabata.

1) Vanhu muchange muchikwanisa kutenga zvinhu nema modes of payments akaita se Visa card, Mastercard, PayPal , Mobile Money(Ecocash,One Money, Telecash) & you can Pay also cashon delivery.

2) It cost zero dollars kana munhu uchida kutengesa zvinhu zvako pa platform yeKwingy. Plus futi platform yeKwingy iri Zero Rated unopinda mahara kana uchipindapo ne line re Econet.

3) Zvinhu zvinoitwa delivered in 48hours 

4) Vachatanga mu Harare then vozopinda mune mamwe ma areas as time goes on.

5) Pa platform yeKwingy pane over 1000 ma Merchants.

6) Product yako munhu  regardless of size inoitwa checked nevanhu 4. Yaa izvi bho manje zvoita kuti zvinhu zvinyatsosvika zvirizvo chaizvo izvo

7) Munhu unenge uchikwanisa kuita check movement ye package yako.