Mabhanduru Manyowani Emaminitsi ETelecel

Mabhanduru Manyowani Emaminitsi ETelecel

Telecel yakabva kubura mayuwesi bundles mazuva apfuura aya. Vanga vasina kuona kuti akamira sei munomaonera apa. Mabundles avo emaminitsi anga asina kuiswa time frame yawo. So apa ndakukudzai time frame yawo

Mutengo Maminitsi Mazuva
50c  30 Minutes 1 Day
$1  65 Minutes 2 Days
$2.50 190 Minutes 5 Days
$4 320 Minutes 7 Days

So kune vasina kunzwisisa tebhuru iyo duration yacho yakamira so 50 cents dziri kutenga 30 minutes dze 1 day, dhora 65 minutes dze 2 days, $2.50 190 minutes dze 5 days and 4 dhorazi 320 minutes dze 7days.