Masai sai eNetone Obheuka

Masai sai eNetone Obheuka

Ndongoti kubva nezuro sasai sai e Netone anga asiri kunzwa mushe. Zvekuti nhasi anga asiri kutomboita anything kufona, internet chii chii zvese zviri down. Vanhu vanga vakutochema chema nayo mumastreets.

It turns out kuti Netone yanga iri kuita system upgrade. Zvakonzera izvo kuti zvese zvidzime. Vanoda shamhu vanhu ve Netone hamungaiite mashura akadaro anodzima zvese motivhiringidzira program dzese. Zvakangofanana nekuti Zesa ikati ikuda kuita upgrade vobva vadzima magetsi enyika yese panozobuda chakanaka ipapa. I hope kuti upgrade yaiitwa ichaiita kuti masai sai avo ave stable.