Mutengo WeDhata WeAfricom Wakwira

Mutengo WeDhata WeAfricom Wakwira

Africom yane ma new packages e data ravo ayo amuri kuona ari padenga apo. Vanhu vacho vese vari kungopera kukwidza pakaipa. Tombotarisa ka 10gig kuti kune mamwe ma networks kakuitwa mari ku Zol ( Wibronicks) kakuitwa 1217rtgs, ku Telecel kakuitwa 2800rtgs, ku Netone kakuitwa 2000rtgs, ku Powertel kakuitwa 1992rtgs, ku Telone(Home Basic) kakuitwa 1082rtgs.

Econet haina 10gig vane ka 8 gig kavari kuita 2030rtgs. Telone Blaze 8gig vakuita 974rtgs.  Vatosara vari nani apo i Zol ne Telone ndovachine maprice ari nani.