Ruwa Ikudzimirwa Magetsi Mangwana

Ruwa Ikudzimirwa Magetsi Mangwana

Team re Zesa richadzimira vagari vemu Ruwa magetsi mangwana (21 April). Kubva na 6 dzemakuseni kusvika na 6 dzemanheru.

Nekachando kariko aka mazuvaano kachavabvuraudza mangwana.