A.M.B vati vimbisa kambo kanyowani

A.M.B vati vimbisa kambo kanyowani
A.M.B vati vimbisa kambo kanyowani

Muyimbi weChitendero anoshandisa mhando yema beats e HipHop anonzi A.M.B Music ativimbisa kutipa video kukambo kanova iko Remix ye Wanna Be Like Christ iyo yaakaita na Kayz Famo.

Kambo kekuty Wanna Be Like Christ kakahwinha kuBring It On Concert 2023 ku Northside muguta re Harare.

Naizvozvo muimbi akaona zvakakodzera kuti atipe Remix kukambo aka kanova kachabuda ne Video memusi wa 05 April 2024 pa Youtube .

You can pre-save the song below