How l Was Catfished Nemunhu Wepa Twitter (Now X)

How l Was Catfished Nemunhu Wepa Twitter (Now X)
Pic by Kariba House Boats Safaris

I joined Twitter (Now X) around 2018 ma days iwayo kwaiva na Tudzaa, mukomana aipisa hake iyeye. He would show you around these Twitter streets nekuti dzaisava dzese dzese road dzawaifamba dzimwe waibhinyiwa nemagevha. People would say Hi tudzaa I'm new bla bla, but for me zvaindibhowa plus ndakangoti ndiri mukomana ma streets ndomaziva aya.

I started to follow ma accounts aiva ane content plus kwaiva nezvitima especially zva Boss Wale zvaipisa. Muzvitima waisadzika usina kunhonga at least 100 new followers kana uri serious. Pa 4 days i had around 500 followers takaenda hedu. Nedzungu rangu i started kungoenda DM rekamunhu wese anga akaisa DP re female. Ko ndanga ndakanzwa kuti pa Twitter twunonhongeka twema night stands chete.

I had so many L's for a new account. Pakazongoitawo kamunhu kakauya DM rangu ndikati zvangu zvaita, zita racho raiva weird but semunhu anga afamba ane salt andina kuzvitora serious. Her name ainzi Vivo Mwale, but ndakangoti haa zvemazita evanhu ungazvipedze here. Takabvisa our conversation from Twitter to WhatsApp. Zvinhu zvainakidza nemwana but we never did voice calls because aiti phone yake yakafa mouth piece.

Ma pics ndaisenderwa zvekuti ndakangogadzira folder ranga rine zita rake only rakazara mapikicha emwana. Ini i stayed in Bindura iye she told me anogara ku Zimre Park plus paden pake dhara raiva strict zvekuti aisabuda zvekumhanya. I was so understanding zvekudaro semunhu anga anakirwa ka. We could spend zuva rese tichitaura nyaya. I remember at one time akanditi Beedzo ndoda kuuya ku Bindura but bus fare andina, ndikati haisi nyaya ndosender Ecocash. 

She was like isa pa number ye brother yangu ini i use Netone haiite Ecocash. Ndakamhanya mhanya kukwereta ka mari kunana boys ndikaisira mwana. Only to be told manheru hanzi brother yangu yadya mari iye afunga kuti ifriend yake yamuisira. Ndakati haisi pressure babe money haisi problem totsvaga imwe. 

Ndakazoita one day randakadzika deep with twitter streets, ndakuona aah munhu uye atorine account yake but with a male name nema pics ake. I confronted her kuti ko ndiani uyo ane that name plus using your number bla bla. That was the last day yandakaona account yaiva nezita rekuti Vivo Mwale, and i was blocked on all platforms imagine. That was the day i realised kuti i was catfished and vanhu vanehutsinye zvemashuwa.