Kufambwa Kwandaitwa NeBete Ndakarara

Kufambwa Kwandaitwa NeBete Ndakarara

Nhasi ndanga ndakarara hangu ndichitapirirwa nehope. Ndobva ndanzwa kunge pane chinhu chiri kundifamba famba. Ndangochibata ndiri kuhope ikoko ndichiti bete iri ndikarikandidzira uko ndiye pwaa richirovera kumadziro. Apa yanga iri foni yangu. Handisisina hangu zvakawanda zvekutaura ndakutomboita plan dzekutsvaga imwe foni.