Kubatidza Dvd Player NePowerbank

Kubatidza Dvd Player NePowerbank

So muna 2019 magetsi ainyanya kuenda achiita zvima long hours asiko.Panga pakaipa isu vamwe tanga tajaira kuona tv zvakambondibata bata.

Ndakasvika pakudhiniwa ndikafunga plan yekutenga ma powerbanks.Foni kaa ndoyanga ine basa waiita zvese zvaunoda pairi so yaifanirwa kugara ine moto.

After some months ndanga ndane 8 ma powerbanks. Ndichitenga 2 ma powerbanks each month kusvika.Ndanga ndava satisfied kuti ndava ne enough power yemafoni angu. Ndaingoti ndikabata kamari ndobva ndaiita set aside kupowerbank allowance.

Pese paidzoka magetsi ndaimhanya kunochargisa ma powerbanks magetsi asati abaya.One day magetsi akazobaya ndakaita connect powerbank pa dvd and harina kudzima rakabva raramba rakabaka.

Ndakashamiswa ndikati eeh zvii zvandiri kuona izvi.Ndobva ndaita disconnect powerbank pa usd port riya re dvd.Then ndobva ndaita connect futi powerbank riya dvd ndobva rabaka ndakafara.

Week iroro rakapera ndichipleya dvd ne powerbank,ndichida kunyatsoona kuti zvoshanda here.Ndichiita test ma powerbanks ese kuti anorisimudza here.

Then l shared the news ku Twitter nepa whatsApp.Vanhu vakambotanga vachiramba vachifunga kuti ndiri kunyeba ndobva ndavakandira ma V11.Vamwe vakazvibvuma vamwe vakazviramba and vamwe vachiri kuzviramba nanhasi.

Pakaitika noise then l decided kuita a video rinoratidza zvizere vanhu vanyatsoona ne friend yangu Takudzwa. Muchamuona henyu mu video iri ini face yangu haibude munenge muchingonzwa voice chete.Link re video racho riri pazasi apa.

Zvinhu zvacho zvakaitika apa zvaitoda vanhu vanoziva zvemagetsi or twu science science.There is this guys akaiita explain zvaiitika pa tweet iri pazasi apa.

So izvi zvinobatsira vaye vanenge vasiya madisc amwe aye aye kana magetsi abaya.Munhu hauzonyanye kuita stress stereki. Ndapedza  ndofunga manyatsonzwisisa kuti chii chakaitika.