Takwana Kwanawo Pane Ndimba Ndimba

Takwana Kwanawo Pane Ndimba Ndimba

Ha ha ha atori mashura kupindawo pama nominees ema ZimBlogAwards.Ndanga ndisina kumbozvitarisira but haa zvaitika.Thanks ku vanhu vakaita kuti blog rino rikwane kwanewo pama nominees.Ndiyo first nomination yeduwo.

Hameno pamwe tinogona kuhwina tinombozama raki.Munhu ukaona uchikwana kwanawo pama nominees zvoratidza kuti zvauri kuitawo munhu pane vanenge vachizvionawo zvinofadza. Zvigoita futi kuti munhu unzwe kuda kuramba uchikanda twumwe twunyaya nyaya.

Vanenge vachizoda kuvhota munobaya pakanzi tudzaa pa category yakanzi Creative Writing so.Munhu unokwanisa kuramba uchivhota pa same category but after 12 hours.Thanks kuvanhu vachavhota.Musakanganwe kuzovhotera mamwe ma categories. 

 

To Vote Click Here