Breaking News : Terry ari murudo

Breaking News : Terry ari murudo

Mufesi wekuvenga vanhu vari single Terry ari murudo big-time. Anenge akaita kupinda nemoyo wese 100%. Zviri kumufambira chaizvo.

Mukatarisa location yake mumastreets yakatonzi away from single people. 

 

Ma famous lines ake against single people ndiwo ari pazasi apa. 

  • Munhu akakwana chaiye haangamboite single
  • Vanhu vari single munondibhowa
  • Ever since I stopped talking about being single and pathetic malikes haachawanike. People can't relate when you're happy in love
  • Vanhu vari single tipeiwo ka madate ideas and cool spots amakachengeta kuitira kana mazodiwawo.
  • Saka hope dzinotobata here iwe uri single?
  • Being single zvoitwa nemasascum
  • Vanhu vari single vachapinda kuparadhiso here?
  • Why are you even single in a world of 8 billion people?
  • Wangu kana Adam akapihwa Eve aonekwa kuti hazvisi normal kuti agare ari single
  • Zvekuva single ndezvekushaya

Yaa akushungurudza vanhu vari single mukomana zvekutoti paachaita single chete vanhu vacharidza ngoma mumastreets nekufara. 

 

 

Get your Signature Perfumes at G3 Eastgate Market, Masie's Closet, $25 a set.

Contact : 0774555485 or wa.me/263774555485

Perfumes -$15
Sprays - $3
Roll Ons -$2
Bath salts - $5
Fragranced soap - $4
Body lotion - $5
Body splash - $5
Body butter - $6
Body wash - $6