Kurota Ndichitsvoda Tsvarakadenga

Kurota Ndichitsvoda Tsvarakadenga
Image by Dimitris Vetsikas from Pixabay

Ndapinda mune imwe shop there was this tall lady very tall iii anga akareba. I knew kuti she had some beef ne friend yangu yandanga ndinayo. Hameno ma guts andangoita kuti ndichinje tense atmosphere yanga iripo. Ndobva ndati kuna momz vaye "momz makachena wena and makabatana." I could see kuti her facial expression changed and she was smiling. At that moment haa deep down ndobva ndati mission accomplished. 

Ndiri mu same shop l heard a voice calling my name "Thulani Thulani"  l didn't know kuti ndiani. Ndobva ndatarisa mudenga yoo ndaona mwana akabatana kasimbi ka yellow bone. I waved back at her signalling kuti akuuya and nekuti tisangane downstairs. 

Ndiri pakati pekuenda ku downstairs kuya. Suddenly l saw vanhu veku xul vari very busy ne work ka office environment. I had to hide my face away kuti vasandione coz ndanga ndisingade kuvhunzwa zvakawanda wanda. Fashion yandanga ndakarova ndiyo iya yekuimbwa na Winky D bhachi ne Jean. Mu real life handisati ndambopfeka zvakadaro. 

Scene yabva yachinja ndakuita kunge ndasvika downstairs waiting for my yellow bone. Ndazongoona ndambundirwa neumwe mwanasikana. Different from the one wandanga ndakamirira. We started kissing nekubatana batana apa vanhu vachingoita pass by. We just didn't care kanga katori kamoment. Ndichinyatsofilla kuti yaa ndiri murudo kuita zvemu movie chaiko. It felt real ha ha

After ka moment tanga takutofamba l don't know where. Apa ndakaita kumbundira tsvarakadenga. Ndabva ndapepuka