Masai Sai eTelecel Adzoka Futi

Masai Sai eTelecel Adzoka Futi

Masai sai eTelecel anga akabheuka mazuva apfuura aya zvekuti vamwe vanhu vanga vari kutadza kuita ma calls, texting even nekubaya pa internet. Kumwewo yanga ingori baa dziii baaa dzii zvichingoramba zvichidaro. Vakuru ve Telecel ivo vaiti software yavo yemasai sai yanga ya expire ndosaka zvanga zviri kudaiso. I hope kuti hazviitike futi coz zvokanganisa zvakawanda.