Masai sai eTelecel Obheuka

Masai sai eTelecel Obheuka

Nezuro takaswera hedu tisina masai sai pasina kana chaimboita. Ma calls ne internet yacho dololo hapana chaiita. Munyori akatotadza kuposta something nezuro futi nekuda kwebheuka kwemasai sai kwanga kwaitika. 

Izvezvi haasati anyatsogadzirika hawo masai sai acho akuita ma ups and downs. Vanhu ve Telecel havasati vatiudza kuti chii  chirikuitika. Tichazonzwa zvizere and hope also kuti masai sai avo achadzoka soon.