Twirra Yovhura ka Office MuAfrica

Twirra Yovhura ka Office MuAfrica

Muridzi wemastreets eTwirra (Twitter)  akataura kuti office ye Twirra mu Africa ichatanga kuva ku Ghana. Zviri kuratidzwa ne tweet iri pazasi apa.

Vanhu vese makutoita wonder kuti sei vasarudza Ghana.Muarticle ravo vataura ma reasons akawanda akaita se free speech, online freedom, and the Open Internet etc. Zvimwe mozoverenga in detail ku article ravo.

Kana mukuru weku Ghana akafarawo ne news dzacho

I hope kuti  ma queries edu anenge akupindurwa nekukurumidza.Sezvo pane ma developments akadai anofadza.