Mufesi WekuBata Basa Atipakurira Zvimwe

Mufesi WekuBata Basa Atipakurira Zvimwe

Poptain adonhedza vhidhiyo nyowani re trck rake Mukadzi Aende. Vanoda kuriona vhidhiyo racho munoribata apa

Ma trcks emuimbi Poptain anoita kutambisa madhanzi. Ane chipo mufesi uyu unonyatsonzwa kuti apa paita zvemangoma. Zvinhu zvese zvinenge zviri mugwara rakanaka so kuita kurongeka. 

Dzakumbokudzosai kumashure mbichana. PaBata Basa yaakabva kudonhedza ichiri kupisa nanhasi haa Oskid akanyatsochibika. Kwozoti Icon apa akachinja akaimba neka soft voice kasina kurorera sepa Bata Basa. Pa Mari akapisa futi. Pane kanonzi Misodzi kanobata bata kachitaura reality.