Netone Yamuka Yakashatirwa

Netone Yamuka Yakashatirwa

Nezuro Netone yakangoerekana yakanda shoko mumastreets kuti ikuda kuzoita review ma bundles ayo. Nhasi uya asvika yabva yakanda chi horror. Hameno kuti vashandisei kurova ma calculations avo but iiii pakaipa. Ndangotarisa ma One Fi bundles avo chete & change yacho muri kungoiona pazasi apo. I hope kuti it's a technical error tichazonzwa zvizere time time. For now tomboita pretend kunge tiri kurota hazvisi real.