Ecocash Yadonhedza Zvinyowani *153#

Ecocash Yadonhedza Zvinyowani *153#

Ndanga ndichitozvifambirawo kumusha (Facebook) uko & then boom ka notification kezvinyowani zvaburwa ne Econet. Ndichangoti ga ga ga ma main points.

Vadonhedza new code yemayuwesi aka ye  FCA Wallet inobatika pa *153#. Maoptions acho mukungonaona ayo aripadenga apo munhu ukaiita dial *153#.  Imwe iya *151# ndoyemari yedu yemuno ikuramba iripo. Mobile app iripo were munhu you can switch from ZW currency to Yuwesi currency. 

 
Launching Domestic USD Ecocash Service

Launching Domestic USD Ecocash Service

Posted by EcoCash Zimbabwe on Friday, April 8, 2022

1) Hanzi vagara vane Ecocash hamuna need yeku register futi. 

2) Vanhu munokwanisa kutimirana mari local via FCA wallet yenyu.

3) Cash In and Cash Out inenge iri tii. Cashing In munozviitira kumashops avo eEconet. cashout. Monthly limit pama transaction it's 2000usd a Month.

4) Vanhu hamukwanise kuita convert from ZW to ma Yuwesi . But you can convert from mayuwesi to ZW

5) Vanoda kutumira Mari kubva kunze kwenyika vanoshandisa Sasai Remmit, mari inobva yapinda straight mu FCA wallet yako munhu

6) Parezvino Havana limit pamunhu Mari yaungachengete mu FCA wallet yako.

Zvimwe zvisere munonoona pa video re launch ravo iri

 

 

We are happy to announce that you can now CASH IN USD & CASH OUT USD at Econet Shops.

Posted by EcoCash Zimbabwe on Friday, April 8, 2022