Telecel Yadzosa Maminitsi Emahara

Telecel Yadzosa Maminitsi Emahara

Telecel yadzosa futi ma Monaz Minutes ayo. Paakaburwa aiita makuseni kutanga na 6am kusvika na 8am Telecel to Telecel. Zvaadzoka this time vabva vawedzera mamwe ma hour maviri. So akushanda kubva na 6am kusvika na 10am Telecel to Telecel.