Top 5 Yangu Mubhama Shuviro

Top 5 Yangu Mubhama Shuviro

Zizoe Pamyk akadonhedza bhama nyowani ronzi Shuviro rine collection yemasingles. Sezvandakambotaura kumashure uku kuti ndakatotanga kumuziviravo ipapa. Ndakuchitaura Top 5 yangu kubva mu Shuviro iri.

1) Dzoka aka kakaipa kakazara twuma emotions akawanda. Kana usina kusimba unogona kuchema . Mavocals zvese neka beat kanenge kachifamba zvinyoro nyoro haa kakagonekwa ndosaka kari pa number one pa playlist. Muimbi aitozviziva kuti kakaipa. 

 

2) Shuviro aka kakazara ma emotions kunge kaDzoka ako. Apa anga achiita kunge akundiimba ha ha. Munhu wese anoshuvira zvinhu zvakanaka. Zvotoda kushinga nekunamata.

3) Todya Mari aka kano feature Jah Signal kanospaka futi. Ha ha ka song kekusvotesa chaiko kanodzidzisa.

4) Hamundigone yakaipa iyi ino feature Mathias Mhere . Pese panongo feature Mhere haa ndobva ndatoziva kuti ka banger. Combination iyi dope dope kanoita kutambisa ma dance aka.

5) Zvinoita Nyasha aka kakaipa futi zvinzwirei. 

Yaa maiona top 5 yangu mubhama iro vanoda kuzonzwa rese munoribata apa