Zuva Randakasangana Nengirozi 2

Zuva Randakasangana Nengirozi 2

Sorry for the delay. Haven't been able to write in a bit. So please go back and read part 1. Then we can continue minds refreshed. 

"Idzi ndonyaya dzinovaka nyika." Ndorega sas randakazvisimbisa naro ndichitenga mazepi nemari yeZupco. Ndakati ndatsenga half packet paye. Ndiripo paposhto raMax. Ndakati enough time has passed. Rega ndichikande riRahh. Ndakabva ndabvunza blaMax kuti koso ndiani, aita nezvei and anga ari material girl kana kuti bhebhi bho here.

As much as she was beautiful and mezmerizing, kuchengeta mwana wevanhu ane anomuchengeta paden hazvizi wise. Especially if you're tryna make ends meet kwakoo. Zita ndakapihwa(couldn't keep calling her Jezabel), location and the generals of who she was. And what she was like. Zita raive Tendayi. Aifarira mafreezit eRed. (Ipapo ndandato concluda kuti wifey material, Jira rakabva kudenga). Max continued. "Anoti haana mukomana. But pane mfesi weku Westgate anogara achiuya kuzomutora." 

Mmmmmmmhhh didn't blame him hangu. Fuel ikudhura. Westgate - Greendale hapasi pano. But nema miriro nema tarisiro akaita mwana. I'd do that too. But something wasn't adding up. Anga shandise zupco, nguva ndodzandoshandisao idzi. First time kumuona. But akunzi ane personal driver kaUyu. Rasta vanenge vaka fumbla chete. 

So without fear or hesitation. Ndakabva ndati, "ko nhai blaz. Nhasi ndoFirst time kumuona uyu muzupco. Kasi zvanetsana tichoedze kuchipindira here?" His reply was short and straight to the point. "Anowanzouya kuzotenga madomasi nhasi abva kubasa. Saka chingotyora hako ipapo uzoedza kuvhima." 

Happiness had overcome me. But it was short-lived hayo. I had left work ndaCalculator kuti the time yandosvika kumba ndokwanisa kusvika ndakananga kuToyaz. Saka weti yanga yoda kusvika kunogogodza. MaPlan anowira muVat. Because sango rinorasirwa vat naBla Max riripadhuze haro but kuzoonekwa wakabuda nemo naTendayi yaisabuda. Apa akanonoka inogona kuzoda kurwisana neni. Aya ndoMa1 atichaonesana muPart 3. Kana matswamwa

@ropa_t_chimmz is my twitter username. Come complain. But target is 150 views before part 3 comes out.

So i need feedback to better myself as a writer. Good, bad all of it. My twitter page is @ropa_t_chimmz. Please feel free to DM me your thoughts on the stories and how you think the story will end